Eksodo 23:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Handizovadzinga vose negore rimwechete nokuti kana ndikadaro nyika ingasare isina vanhu, zvikara zvikakuwandirai. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Handiŋgaʋadziŋgi pamberi pako negore rimŋe, kuti nyika irege kuita renje, ɀikara ɀesaŋgo ɀirege kukuwandira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Handingavadzingi pamberi pako negore rimwe, kuti nyika irege kuita renje, zvikara zvesango zvirege kukuwandira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Handizovadzinga vose negore rimwechete nokuti kana ndikadaro nyika ingasare isina vanhu, zvikara zvikakuwandirai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Handizovadzinga vose negore rimwechete nokuti kana ndikadaro nyika ingasare isina vanhu, zvikara zvikakuwandirai. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Asi handizovadzingi mugore rimwe chete, nokuti nyika ingazoita sango uye mhuka dzesango dzikakuwandirai. See the chapter |