Eksodo 22:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Usaitire mutorwa zvakaipa kana kumubata nenzira isina kunaka nokuti imi maivawo vatorwa munyika yeIjipiti. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Usaitira mutorwa ɀakaipa, kana kumumanikidza, nokuti nemi ʋo maiʋa ʋatorwa munyika yeEgipita. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Usaitira mutorwa zvakaipa, kana kumumanikidza, nokuti nemiwo maiva vatorwa munyika yeIjipiti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Usaitire mutorwa zvakaipa kana kumubata nenzira isina kunaka nokuti imi maivawo vatorwa munyika yeIjipiti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Usaitire mutorwa zvakaipa kana kumubata nenzira isina kunaka nokuti imi maivawo vatorwa munyika yeIjipiti. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 “Usabata mutorwa zvakaipa kana kumudzvinyirira, nokuti imi makanga muri vatorwa muIjipiti. See the chapter |