Eksodo 22:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi kana zviri zvechokwadi kuti chakabiwa, nyakuchichengeteswa ngaaripe muridzi wacho. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Asi kana ɀikaɓiwa ɀiri kwaari, unofanira kuripira muridzi waɀo See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Asi kana zvikabiwa zviri kwaari, anofanira kuripira muridzi wazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi kana zviri zvechokwadi kuti chakabiwa, nyakuchichengeteswa ngaaripe muridzi wacho. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Asi kana zviri zvechokwadi kuti chakabiwa, nyakuchichengeteswa ngaaripe muridzi wacho. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Asi kana chipfuwo chakabiwa kubva kumuvakidzani, iye anofanira kudzorera kumuridzi nomuripo. See the chapter |