Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 22:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Kana munhu achinge achengetesa mumwe wake dhongi kana mombe, kana kuti hwai yake, kana chimwe zvacho chipfuwo chake, chikazofa, kana kukuvara, kana kupambwa, pasina mumwe akazviona,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Kana munhu akapa wokwake mboŋgoro, kana nzombe, kana gwai, kana cimŋe cipfuwo, kuti aciceŋgete, cikafa, kana kukuʋara, kana kutinhwa asinakuɀiʋona;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Kana munhu akapa wokwake mbongoro, kana nzombe, kana gwai, kana chimwe chipfuwo, kuti achichengete, chikafa, kana kukuvara, kana kutinhwa asina kuzviona;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Kana munhu achinge achengetesa mumwe wake dhongi kana mombe, kana kuti hwai yake, kana chimwe zvacho chipfuwo chake, chikazofa, kana kukuvara, kana kupambwa, pasina mumwe akazviona,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 “Kana munhu achinge achengetesa mumwe wake dhongi kana mombe, kana kuti hwai yake, kana chimwe zvacho chipfuwo chake, chikazofa, kana kukuvara, kana kupambwa, pasina mumwe akazviona,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 “Kana munhu akapa mbongoro, nzombe, gwai kana chipfuwo chipi zvacho kumuvakidzani wake kuti achengete chichibva chafa kana kukuvara kana kutorwa pasina anozviona,

See the chapter Copy

Eksodo 22:10

Follow us:

Advertisements

Advertisements