Eksodo 21:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kana murume akamutengera kupa mwanakomana wake, ngaamuitire zvaangaitire mwanasikana wake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kana akamuwanisa nomŋanakomana wake, unofanira kumuitira nenzira yaʋakunda. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Kana akamuwanisa nomwanakomana wake, anofanira kumuitira nenzira yavakunda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Kana murume akamutengera kupa mwanakomana wake, ngaamuitire zvaangaitire mwanasikana wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Kana murume akamutengera kupa mwanakomana wake, ngaamuitire zvaangaitire mwanasikana wake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Kana akamusarudzira mwanakomana wake, anofanira kumupa kodzero dzomwanasikana. See the chapter |