Eksodo 21:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 “Kana mombe ikatunga munhu, murume kana mukadzi, akafa, mombe yacho ngaitemwe namabwe. Nyama yayo ngairege kudyiwa. Asi muridzi wayo ngaarege kupiwa mhosva. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Kana nzombe ikatuŋga murume kana mukadzi, akafa, nzombe iyo inofanira kutakwa namabge, nenyama yayo haifaniri kudyiwa; asi muridzi wenzombe haaŋgaʋi nemhoȿa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Kana nzombe ikatunga murume kana mukadzi, akafa, nzombe iyoyo inofanira kutakwa namabwe, nenyama yayo haifaniri kudyiwa; asi muridzi wenzombe haangavi nemhosva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 “Kana mombe ikatunga munhu, murume kana mukadzi, akafa, mombe yacho ngaitemwe namabwe. Nyama yayo ngairege kudyiwa. Asi muridzi wayo ngaarege kupiwa mhosva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 “Kana mombe ikatunga munhu, murume kana mukadzi, akafa, mombe yacho ngaitemwe namabwe. Nyama yayo ngairege kudyiwa. Asi muridzi wayo ngaarege kupiwa mhosva. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “Kana hando ikatunga murume kana mukadzi akafa, hando iyoyo inofanira kutakwa namabwe kusvika yafa, uye nyama yayo haifaniri kudyiwa. See the chapter |