Eksodo 21:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 ozoita nani okwanisawo kutora mudonzvo achifamba zvake panze, nyakurova mumwe anenge asisapiwi mhosva, asi anosungirwa kuripa waakarova nguva yaakarasikirwa nayo achirwara, uyewo amurapise kusvikira apora. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 kana akazomuka ɀe, akafamba panze aciɗonɀa, wakamuroʋa haaŋgaʋi nemhoȿa, asi unofanira kuripira ŋguʋa yaakarashikirwa nayo, ʋuye unofanira kumurapisa kuȿikira apora kwaɀo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 kana akazomukazve, akafamba panze achidonzva, akamurova haangavi nemhosva, asi anofanira kuripira nguva yaakarasikirwa nayo, uye anofanira kumurapisa kusvikira apora kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 ozoita nani okwanisawo kutora mudonzvo achifamba zvake panze, nyakurova mumwe anenge asisapiwi mhosva, asi anosungirwa kuripa waakarova nguva yaakarasikirwa nayo achirwara, uyewo amurapise kusvikira apora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 ozoita nani okwanisawo kutora mudonzvo achifamba zvake panze, nyakurova mumwe anenge asisapiwi mhosva, asi anosungirwa kuripa waakarova nguva yaakarasikirwa nayo achirwara, uyewo amurapise kusvikira apora. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 munhu arova haazobatwi nemhosva kana mumwe wacho akamuka akafamba-famba kunze nomudonzvo wake; kunyange zvakadaro hazvo, anofanira kuripa munhu akakuvara nokuda kwokurasikirwa kwake nenguva yake uye aone kuti apora zvachose. See the chapter |