Eksodo 20:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kana muchindivakira atari yamabwe musaivake namabwe akavezwa nokuti kana mukatora nhemo muchiveza mabwe matoan'oresa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino kana ucindiʋakira artari yamabge, urege kuiʋaka namabge akaʋezwa, nokuti kana ukasimudzira mbezo yako pamsoro pebge, wariȿiɓisa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Zvino kana uchindivakira atari yamabwe, urege kuivaka namabwe akavezwa, nokuti kana ukasimudzira mbezo yako pamusoro pebwe, warisvibisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Kana muchindivakira atari yamabwe musaivake namabwe akavezwa nokuti kana mukatora nhemo muchiveza mabwe matoan'oresa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Kana muchindivakira atari yamabwe musaivake namabwe akavezwa nokuti kana mukatora nhemo muchiveza mabwe matoan'oresa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Kana muchindiitira aritari yamabwe, musaivaka namabwe akavezwa, nokuti mungazoisvibisa kana mukashandisa mbezo pairi. See the chapter |