Eksodo 2:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mukunda waFarao akati kwavari, “Torai mwana uyu, mundiyamwisirewo ndichakupai mubayiro wenyu woureri.” Ivo vakatora mwana vakandomurera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mukunda waFarao akati kwaari: Tora mŋana uyu, undimŋisire iye, ndigokupa muɓairo wako. Mukadzi akatora mŋana, akandomumŋisa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Mukunda waFarao akati kwavari, “Tora mwana uyu, undimwisire ndigokupa mubayiro wako.” Mukadzi akatora mwana, akandomuyamwisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mukunda waFarao akati kwavari, “Torai mwana uyu, mundiyamwisirewo ndichakupai mubayiro wenyu woureri.” Ivo vakatora mwana vakandomurera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mukunda waFarao akati kwavari, “Torai mwana uyu, mundiyamwisirewo ndichakupai mubayiro wenyu woureri.” Ivo vakatora mwana vakandomurera. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mwanasikana waFaro akati kwavari, “Tora mwana uyu unondirererawo, uye ini ndichakupa muripo wako.” Saka mukadzi akatora mwana akamurera. See the chapter |