Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 2:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Farao akazozvinzwa akada kuuraya Mosesi. Asi Mosesi akatiza, akandogara munyika yeMidhiani. Akasvika pakanga paine tsime, ndokugara zvake pasi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino Farao wakati anzwa cinhu ico, akatȿaka kuʋuraya Mosesi. Asi Mosesi wakatiza pamberi paFarao, akandogara kunyika yeMidiani, akagara pasi patsime.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino Farao akati anzwa chinhu icho, akatsvaka kuuraya Mosesi. Asi Mosesi akatiza pamberi paFarao, akandogara kunyika yeMidhiani, akagara pasi patsime.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Farao akazozvinzwa akada kuuraya Mosesi. Asi Mosesi akatiza, akandogara munyika yeMidhiani. Akasvika pakanga paine tsime, ndokugara zvake pasi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Farao akazozvinzwa akada kuuraya Mosesi. Asi Mosesi akatiza, akandogara munyika yeMidhiani. Akasvika pakanga paine tsime, ndokugara zvake pasi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Faro akati anzwa izvi, akaedza kuuraya Mozisi, asi Mozisi akatiza Faro akaenda kundogara kuMidhiani, uye akagara patsime.

See the chapter Copy

Eksodo 2:15

Follow us:

Advertisements

Advertisements