Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 19:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Kwandiri ini, imi muchava nyika yavapristi, rudzi runoera. Izvi ndizvo zvaunofanira kutaurira vaIsiraeri.’ ”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 mucaʋa kwandiri ʋushe bgaʋaprista, norudzi rutȿene. Ndiwo mashoko aunofanira kundoʋudza ʋana ʋaIsraeri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 muchava kwandiri ushe hwavapristi, norudzi rutsvene.’ Ndiwo mashoko aunofanira kundoudza vana vaIsiraeri.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Kwandiri ini, imi muchava nyika yavapristi, rudzi runoera. Izvi ndizvo zvaunofanira kutaurira vaIsiraeri.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Kwandiri ini, imi muchava nyika yavapristi, rudzi runoera. Izvi ndizvo zvaunofanira kutaurira vaIsiraeri.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 muchava kwandiri umambo hwavaprista uye rudzi rutsvene.’ Aya ndiwo mashoko aunofanira kutaura kuvaIsraeri.”

See the chapter Copy

Eksodo 19:6

Follow us:

Advertisements

Advertisements