Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 19:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Mosesi akapindura Tenzi achiti, “Vanhu havangagoni kukwira mugomo muno reSinai nokuti imi pachenyu makatiti tiripoteredze nomuganho, tirierese.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Mosesi akati kunaJehova: Ʋanhu haʋaŋgagoni kukwira kugomo reSinai, nokuti makatiraira, muciti: Tarai miganhu pagomo, muritsaure.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Mosesi akati kuna Jehovha, “Vanhu havangagoni kukwira kugomo reSinai, nokuti makatiraira, muchiti, ‘Tarira miganhu pagomo muritsaure.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Mosesi akapindura Tenzi achiti, “Vanhu havangagoni kukwira mugomo muno reSinai nokuti imi pachenyu makatiti tiripoteredze nomuganho, tirierese.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Mosesi akapindura Tenzi achiti, “Vanhu havangagoni kukwira mugomo muno reSinai nokuti imi pachenyu makatiti tiripoteredze nomuganho, tirierese.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Mozisi akati kuna Jehovha, “Vanhu havangakwiri muGomo reSinai, nokuti imi pachenyu makatiyambira mukati, ‘Isai miganhu yakapoteredza gomo uye muritsaure kuti rive dzvene.’ ”

See the chapter Copy

Eksodo 19:23

Follow us:

Advertisements

Advertisements