Eksodo 17:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Tenzi akati kuna Mosesi, “Nyora nyaya yehondo yarwiwa pano mubhuku kuitira kuti zvizorangarirwa. Taurira Joshuwa izvi azvinzwe nenzeve dzake kuti ndichaparadza vaAmareki zvachose zvokutsakatisa zita ravo panyika.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Nyora iɀi mubuku, ʋaɀiraŋgarire, uɀirondedzere ʋo munzeʋe dzaJoshua, kuti ini ndicabvisa cose pasi pokuɗeŋga ɀose ɀinoraŋgaridza Amareki. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Nyora izvi mubhuku, vazvirangarire, uzvirondedzerewo munzeve dzaJoshua, kuti ini ndichabvisa chose pasi pokudenga zvose zvinorangaridza Amareki.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Tenzi akati kuna Mosesi, “Nyora nyaya yehondo yarwiwa pano mubhuku kuitira kuti zvizorangarirwa. Taurira Joshuwa izvi azvinzwe nenzeve dzake kuti ndichaparadza vaAmareki zvachose zvokutsakatisa zita ravo panyika.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Tenzi akati kuna Mosesi, “Nyora nyaya yehondo yarwiwa pano mubhuku kuitira kuti zvizorangarirwa. Taurira Joshuwa izvi azvinzwe nenzeve dzake kuti ndichaparadza vaAmareki zvachose zvokutsakatisa zita ravo panyika.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Nyora izvi mubhuku chive chinhu chicharangarirwa uye uve nechokwadi kuti Joshua azvinzwa, nokuti ndichabvisa chirangaridzo chose cheAmareki pasi pedenga.” See the chapter |