Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 16:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Kuzoti dova riya raoma, kwakaonekwa zvimwe zvinhu zvidikidiki zvakaita samafefenhwa, zvakasara zvakati ware ware pasi murenje imomo zvichinge chando.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino ɗoʋa rakaŋga riri pasi rakati radzimuka, ʋakaʋona ɀinhu ɀiɗuku ɀakaʋuruŋgana ɀakaŋga ɀiri pasi murenje, ɀiɗuku secando pavu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino dova rakanga riri pasi rikati radzimuka, vakaona zvinhu zviduku zvakaurungana zvakanga zviri pasi murenje, zviduku sechando pavhu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Kuzoti dova riya raoma, kwakaonekwa zvimwe zvinhu zvidikidiki zvakaita samafefenhwa, zvakasara zvakati ware ware pasi murenje imomo zvichinge chando.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Kuzoti dova riya raoma, kwakaonekwa zvimwe zvinhu zvidikidiki zvakaita samafefenhwa, zvakasara zvakati ware ware pasi murenje imomo zvichinge chando.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Dova rakati rapera, mahwendefa matete akanga akaita samazaya echando akaonekwa pasi murenje.

See the chapter Copy

Eksodo 16:14

Follow us:

Advertisements

Advertisements