Eksodo 14:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mvura yakadzokera pakare ikanyudza ngoro dzehondo navachairi vadzo nehondo yose yaFarao yakanga yapinda mugungwa ichivatevera. Hakuna kunyange mumwechete zvake akapunyuka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 mvura ikadzoka, ikafukidza ŋgoro, naʋataȿi ʋamabiza, nehondo yose yaFarao yakaŋga yapinda muguŋgwa iciʋateʋerera; hakuna‐kusara kunyaŋge nomumŋe waʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 mvura ikadzoka, ikafukidza ngoro, navatasvi vamabhiza, nehondo yose yaFarao yakanga yapinda mugungwa ichavateverera; hakuna kusara kunyange nomumwe wavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mvura yakadzokera pakare ikanyudza ngoro dzehondo navachairi vadzo nehondo yose yaFarao yakanga yapinda mugungwa ichivatevera. Hakuna kunyange mumwechete zvake akapunyuka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mvura yakadzokera pakare ikanyudza ngoro dzehondo navachairi vadzo nehondo yose yaFarao yakanga yapinda mugungwa ichivatevera. Hakuna kunyange mumwechete zvake akapunyuka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Mvura yakadzokera pakare ikafukidza ngoro navatasvi vamabhiza, hondo yose yaFaro yakanga yatevera vaIsraeri ikanyura mugungwa. Hapana kana mumwe wavo akararama. See the chapter |