Eksodo 13:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mumazuva manomwe iwayo idyai chingwa chisina mbiriso, ngamurege kuva nomunhu anowanikwa aine mbiriso kana chingwa chine mbiriso munyika yenyu yose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ciŋgwa cisina‐kuʋiriswa ŋgacidyiwe mazuʋa manomŋe: ciŋgwa cakaʋiriswa ŋgacirege kuʋonekwa kwauri, kunyaŋge mbiriso ŋgairege kuʋonekwa kwauri panyika yako yose. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Chingwa chisina kuviriswa ngachidyiwe mazuva manomwe; chingwa chakaviriswa ngachirege kuonekwa kwauri, kunyange mbiriso ngairege kuonekwa kwauri panyika yako yose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mumazuva manomwe iwayo idyai chingwa chisina mbiriso, ngamurege kuva nomunhu anowanikwa aine mbiriso kana chingwa chine mbiriso munyika yenyu yose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mumazuva manomwe iwayo idyai chingwa chisina mbiriso, ngamurege kuva nomunhu anowanikwa aine mbiriso kana chingwa chine mbiriso munyika yenyu yose. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Mudye chingwa chisina mbiriso pamazuva manomwe iwayo; chinhu chine mbiriso hachifaniri kuonekwa pakati penyu, uye mbiriso zvayo haifaniri kuonekwa panzvimbo ipi zvayo pakati pemiganhu yenyu. See the chapter |