Eksodo 12:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Vanhu vazhinji vedzimwe ndudzi vakaendawo navaIsiraeri. Vakaenda nemombe nezvimwe zvipfuwo zvakawanda kwazvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Naʋanhu ʋazhinji ʋakaŋga ʋakaveŋgana ʋakaenda naʋo, namakwai neŋombe, ɀiri ɀipfuwo ɀizhinji‐zhinji. See the chapterShona Bible 1949 revised 200238 Navanhu vazhinji vakanga vakavengana vakaenda navo, namakwai nemombe, zviri zvipfuwo zvizhinji-zhinji. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Vanhu vazhinji vedzimwe ndudzi vakaendawo navaIsiraeri. Vakaenda nemombe nezvimwe zvipfuwo zvakawanda kwazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona38 Vanhu vazhinji vedzimwe ndudzi vakaendawo navaIsiraeri. Vakaenda nemombe nezvimwe zvipfuwo zvakawanda kwazvo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Vamwe vanhu vazhinji vakaendawo navo, pamwe chete namapoka makuru ezvipfuwo, zvose makwai nemombe. See the chapter |