Eksodo 11:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Matangwe ose echirume omunyika yeIjipiti achafa, kubvira pamwanakomana waFarao wedangwe achazogara nhaka youmambo kusvikira kumwanakomana wedangwe womuranda wechikadzi anoita basa rokukuya pamwechete namatangwe ose ezvipfuwo achafa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 mataŋgwe ose munyika yeEgipita acafa, kutaŋga paɗaŋgwe raFarao unogara pacigaro coʋushe, kuȿikira paɗaŋgwe romurandakadzi uri paguyo, naʋana ʋose ʋemhoŋgora dzeɀipfuwo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 madangwe ose munyika yeIjipiti achafa, kutanga padangwe raFarao anogara pachigaro choushe, kusvikira padangwe romurandakadzi ari paguyo, navana vose vemhongora dzezvipfuwo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Matangwe ose echirume omunyika yeIjipiti achafa, kubvira pamwanakomana waFarao wedangwe achazogara nhaka youmambo kusvikira kumwanakomana wedangwe womuranda wechikadzi anoita basa rokukuya pamwechete namatangwe ose ezvipfuwo achafa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Matangwe ose echirume omunyika yeIjipiti achafa, kubvira pamwanakomana waFarao wedangwe achazogara nhaka youmambo kusvikira kumwanakomana wedangwe womuranda wechikadzi anoita basa rokukuya pamwechete namatangwe ose ezvipfuwo achafa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mwanakomana wose wedangwe ari muIjipiti achafa, kubva pamwanakomana wedangwe waFaro, iye agere pachigaro choushe, kusvikira kumwanakomana wedangwe womurandakadzi, ari paguyo rake, namatangwe ose emombewo. See the chapter |