Eksodo 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Zvino ngatitsvakei zano rokuti varege kuramba vachiwanda kudai. Ndinodaro nokuti musi unomuka hondo yokutirwisa, vachazoita rimwe navavengi vedu voita chirwirangwe chokutirwisa vakazotiza munyika ino.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 ʋuyai, ŋgatiʋafuŋgire zano, ʋarege kuwandisa, kuti kana kurwa kukamuka, iʋo ʋaŋgaɓatsirana naʋaʋeŋgi ʋeɗu, ʋakarwa nesu, ʋakabva panyika ino. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 uyai, ngativafungire zano, varege kuwandisa, kuti kana kurwa kukamuka, ivo vangabatsirana navavengi vedu, vakarwa nesu, vakabva panyika ino.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Zvino ngatitsvakei zano rokuti varege kuramba vachiwanda kudai. Ndinodaro nokuti musi unomuka hondo yokutirwisa, vachazoita rimwe navavengi vedu voita chirwirangwe chokutirwisa vakazotiza munyika ino.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Zvino ngatitsvakei zano rokuti varege kuramba vachiwanda kudai. Ndinodaro nokuti musi unomuka hondo yokutirwisa, vachazoita rimwe navavengi vedu voita chirwirangwe chokutirwisa vakazotiza munyika ino.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Uyai tivafungire zano nokuti vangazonyanya kuwanda uye kana hondo ikamuka, vangazobatana navavengi vedu, vakarwa nesu vakazobva munyika.” See the chapter |