2 Timoti 4:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kana ndiri ini ndatosvika pokuti ndichiitwa chibayiro. Nguva yangu yokuenda yasvika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti ini ndotoɗururwa, ŋguʋa yokuenda kwaŋgu yaȿika. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Nokuti ini ndotodururwa, nguva yokuenda kwangu yasvika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kana ndiri ini ndatosvika pokuti ndichiitwa chibayiro. Nguva yangu yokuenda yasvika. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kana ndiri ini ndatosvika pokuti ndichiitwa chibayiro. Nguva yangu yokuenda yasvika. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Nokuti ini ndava kutodururwa sechipiriso chinonwiwa, uye nguva yangu yokuenda yasvika. See the chapter |