2 Timoti 4:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Pakutongwa kwangu kwokutanga hapana akamira neni, vose vakanditiza. Dai vangorega kupihwa mhosva nazvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Pakuɀiɗaʋirira kwaŋgu kwokutaŋga kwakaŋga kusinomunhu wakandiɓatsira, asi ʋose ʋakandisiya. Ŋgaʋarege kuraʋirwa iɀoɀi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Pakuzvidavirira kwangu kwokutanga kwakanga kusina munhu akandibatsira, asi vose vakandisiya. Ngavarege kuravirwa izvozvi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Pakutongwa kwangu kwokutanga hapana akamira neni, vose vakanditiza. Dai vangorega kupihwa mhosva nazvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Pakutongwa kwangu kwokutanga hapana akamira neni, vose vakanditiza. Dai vangorega kupihwa mhosva nazvo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Pakuzvidavirira kwangu kwokutanga, hapana munhu akandibatsira, asi vose vakandisiya. Ngavarege kupiwa mhosva nokuda kwaizvozvo. See the chapter |