2 Timoti 3:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 navanhu vasingavimbiki, vanhu vasingabatiki pavo, vanozvitutumadza, vanoda mafaro kupinda Mwari See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ʋanonyeŋgera, ʋasiŋgaraŋgariri, ʋanoita manyawi, ʋanoɗa ɀinofadza ɀenyika kupfuʋura Mŋari; See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 vanonyengera, vasingarangariri, vanoita manyawi, vanoda zvinofadza zvenyika kupfuura Mwari; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 navanhu vasingavimbiki, vanhu vasingabatiki pavo, vanozvitutumadza, vanoda mafaro kupinda Mwari See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 navanhu vasingavimbiki, vanhu vasingabatiki pavo, vanozvitutumadza, vanoda mafaro kupinda Mwari See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 vanomukira, vanoita manyawi, vanonyengera, vanoda kuzvifadza nezvenyika kupfuura Mwari; See the chapter |