Online Bible

- Advertisements -

2 Timoti 3:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 vasingamboona kuti munhu chii, vasingagoni kuyanana navamwe, vana makuhwa, madzenga avanhu, namagandanga zvawo, vavengi vezvinhu zvakanaka

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 ʋasinoruɗo cairwo, ʋasiŋgaɗi kuyanana, ʋanocera ʋamŋe, ʋasiŋgaɀidzori, ʋanehasha, ʋasiŋgaɗi ɀinhu ɀakanaka,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 vasina rudo chairwo, vasingadi kuyanana, vanochera vamwe, vasingazvidzori, vane hasha, vasingadi zvinhu zvakanaka,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 vasingamboona kuti munhu chii, vasingagoni kuyanana navamwe, vana makuhwa, madzenga avanhu, namagandanga zvawo, vavengi vezvinhu zvakanaka

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 vasingamboona kuti munhu chii, vasingagoni kuyanana navamwe, vana makuhwa, madzenga avanhu, namagandanga zvawo, vavengi vezvinhu zvakanaka

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 vasina rudo, vasingaregereri, vanochera vamwe, vasingazvidzori, vane utsinye, vasingadi zvinhu zvakanaka,

See the chapter Copy

2 Timoti 3:3

Follow us:

Advertisements

Advertisements