2 Timoti 2:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Muzimba hombe hamuna midziyo yendarama neyesirivha chete asi mune yemiti neyevhu. Mimwe ndeyamazuva makuru, imwewo ndeyamazuva ose. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino muimba huru hamunamidziyo yendarama neyesirveri ɓedzi, asi mimŋe yamatanda ʋo, neyevu; mimŋe inokudzwa, mimŋe isiŋgakudzwi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Zvino muimba huru hamuna midziyo yendarama neyesirivha bedzi, asi mimwe yamatandawo, neyevhu; mimwe inokudzwa, mimwe isingakudzwi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Muzimba hombe hamuna midziyo yendarama neyesirivha chete asi mune yemiti neyevhu. Mimwe ndeyamazuva makuru, imwewo ndeyamazuva ose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Muzimba hombe hamuna midziyo yendarama neyesirivha chete asi mune yemiti neyevhu. Mimwe ndeyamazuva makuru, imwewo ndeyamazuva ose. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Muimba huru mune midziyo kwete yegoridhe kana yesirivha chete, asiwo yamatanda, neyevhu; mimwe inokudzwa, mimwe isingakudzwi. See the chapter |