2 Timoti 2:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 vakatsauka pachokwadi, vanoti zvokumuka kuvafi zvakatoitika. Vari kudzongodza chitendero chavamwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 iʋo ʋakarashika paɀokwaɗi, ʋaciti, kumuka kwaʋakafa kwatopfuʋura, ʋacikaŋganisa kutenda kwaʋamŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 ivo vakarasika pachokwadi, vachiti, kumuka kwavakafa kwatopfuura, vachikanganisa kutenda kwavamwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 vakatsauka pachokwadi, vanoti zvokumuka kuvafi zvakatoitika. Vari kudzongodza chitendero chavamwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 vakatsauka pachokwadi, vanoti zvokumuka kuvafi zvakatoitika. Vari kudzongodza chitendero chavamwe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 vakatsauka kubva pazvokwadi. Vanoti kumuka kwavakafa kwakatopfuura, uye vanoparadza kutenda kwavamwe. See the chapter |