1 Timoti 2:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 anoda kuti munhu wose aponeswe uye kuti azive chokwadi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 uyo unoɗa kuti ʋanhu ʋose ʋaponeswe, ʋaȿike pakuziʋa ɀokwaɗi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 uyo anoda kuti vanhu vose vaponeswe, vasvike pakuziva chokwadi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 anoda kuti munhu wose aponeswe uye kuti azive chokwadi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 anoda kuti munhu wose aponeswe uye kuti azive chokwadi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Anoda kuti vanhu vose vaponeswe uye kuti vazive chokwadi. See the chapter |