Zekaria 7:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Zvino vanhu vokuBhetieri vakanga vatumira Sharezeru naRegemereki navarume vokwavo kundoteterera kuti vaitirwe tsiye nyoro naTENZI, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino ʋanhu ʋeBeti‐eri ʋakaŋga ʋatuma Sharezeri naRegemi‐mereki, naʋanhu ʋaʋo, kundokumbira nyasha kunaJehova, See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Zvino vanhu veBhetieri vakanga vatuma Sharezeri naRegemimereki, navanhu vavo, kundokumbira nyasha kuna Jehovha, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvino vanhu vokuBhetieri vakanga vatumira Sharezeru naRegemereki navarume vokwavo kundoteterera kuti vaitirwe tsiye nyoro naTENZI, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Vanhu veBhetieri vakanga vatuma Sharezeri naRegemi-Mereki, pamwe chete navanhu vavo, kuti vaende kuna Jehovha See the chapter |