Zekaria 2:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 akati kwaari, “Mhanyira kumukomana uyo uti kwaari, ‘Jerusaremu ichagarwa semisha isina tsvingo zvakonzerwa nokuwanda kwavanhu nezvipfuwo mairi.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 akati kwaari: Mhanya, undotaura nejaya iri, uti: Jerusarema ricagara semisha isinamaȿiŋgo, nokuɗa kwokuwanda kwaʋanhu neɀipfuwo ɀiri’mo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 akati kwaari, “Mhanya, undotaura nejaya iri, uti, ‘Jerusaremu richagara semisha isina masvingo, nokuda kwokuwanda kwavanhu nezvipfuwo zvirimo.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 akati kwaari, “Mhanyira kumukomana uyo uti kwaari, ‘Jerusaremu ichagarwa semisha isina tsvingo zvakonzerwa nokuwanda kwavanhu nezvipfuwo mairi.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 uye akati kwaari: “Mhanya undoudza jaya iro kuti, ‘Jerusarema richava guta risina masvingo nokuda kwokuwanda kwavanhu nezvipfuwo zviri mariri. See the chapter |