ƲaEfeso 2:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Maari imiwo makavakwa mairi kuva nzvimbo yokugara yaMwari muna Mweya. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Maari nemi ʋo makaʋakwa pamŋe cete, kuti muʋe ʋugaro bgaMŋari muMŋeya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Maari nemiwo makavakwa pamwechete, kuti muve ugaro hwaMwari muMweya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Maari imiwo makavakwa mairi kuva nzvimbo yokugara yaMwari muna Mweya. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Uye maari nemiwo makavakwa pamwe chete kuti muve ugaro hwaMwari muMweya. See the chapter |