Rute 2:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndiyo nguva yakabva yasvikawo Bhoazi achibva kuBheterehemu. Akakwazisa vakohwi ivava achiti, “Tenzi ngaave nemi!” Ivo vakatiwo, “Tenzi ngaakukomborereiwo!” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ʋonei, Boazi wakabva Beti‐rehemi, akati kuʋaceki: Jehova aʋe nemi. Iʋo ʋakapindura, ʋakati kwaari: Jehova akuropafadzei ʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Zvino wonei, Bhoazi wakabva Bheterehemu, akati kuvacheki, “Jehovha ave nemi.” Ivo vakapindura, vakati kwaari, “Jehovha akuropafadzeiwo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndiyo nguva yakabva yasvikawo Bhoazi achibva kuBheterehemu. Akakwazisa vakohwi ivava achiti, “Tenzi ngaave nemi!” Ivo vakatiwo, “Tenzi ngaakukomborereiwo!” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Panguva iyoyo Bhoazi akasvika achibva kuBheterehema ndokukwazisa vacheki achiti, “Jehovha ave nemi!” Ivo vakapindura vachiti, “Jehovha akuropafadzei!” See the chapter |