Rute 2:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Zvino Rute muMoabhu uyu akati kuna Naomi, “Regai ndiende zvangu kundofuhwa mbesanwa mumunda womunhu anenge andinzwirawo tsitsi.” Naomi akati, “Enda zvako mwanangu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Rute muMoabi akati kunaNaome: Nditenderei ndiende kumunda, ndindoʋuŋganidza hura dzeɀiyo shure kwaiye unondinzwira nyasha. Akati kwaari: Enda hako, mŋana waŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Rute muMoabhu akati kuna Naomi, “Nditenderei ndiende kumunda, ndindounganidza hura dzezviyo shure kwaiye unondinzwira nyasha.” Akati kwaari, “Enda hako, mwana wangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Zvino Rute muMoabhu uyu akati kuna Naomi, “Regai ndiende zvangu kundofuhwa mbesanwa mumunda womunhu anenge andinzwirawo tsitsi.” Naomi akati, “Enda zvako mwanangu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvino Rute muMoabhu akati kuna Naomi, “Regai ndiende kuminda ndinonongera zviyo zvinosara ndiri shure kwaani zvake achandiitira nyasha.” Naomi akati kwaari, “Enda hako mwanasikana wangu.” See the chapter |