Ruka 2:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Vachiri ikoko, mazuva ake okuti asununguke akakwana. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino ʋakati ʋari’po, mazuʋa okuɀara kwake akaȿika; See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Zvino vakati varipo, mazuva okusununguka kwake akasvika; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vachiri ikoko, mazuva ake okuti asununguke akakwana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vachiri ikoko, nguva yokuzvarwa kwomwana yakasvika, See the chapter |