Numeri 8:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Chigadzikiro chomwenje ichocho chakanga chakagadzirwa sezvizvi chakanga chakagadzirwa nendarama yakapfurwa kubvira pagaro racho kusvikira kumapazi acho ose. Mosesi akaita chigadziko chomwenje ichocho achitevedzera mufananidzo waakanga aratidzwa naTenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Cigadziko cakaŋga cakaitwa kuɗai: Cakaŋga cakaitwa nendarama yakapambadzirwa; kuȿikira pasi paco napamaruʋa aco cakaŋga cakaitwa nendarama yakapambadzirwa; nomufananidzo wakakaŋga wakaratidzwa Mosesi naJehova, ndiɀo ɀaakaita cigadziko. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Chigadziko chakanga chakaitwa kudai: Chakanga chakaitwa nendarama yakapambadzirwa; kusvikira pasi pacho napamaruva acho chakanga chakaitwa nendarama yakapambadzirwa; nomufananidzo wakanga wakaratidzwa Mosesi naJehovha, ndizvo zvaakaita chigadziko. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Chigadzikiro chomwenje ichocho chakanga chakagadzirwa sezvizvi chakanga chakagadzirwa nendarama yakapfurwa kubvira pagaro racho kusvikira kumapazi acho ose. Mosesi akaita chigadziko chomwenje ichocho achitevedzera mufananidzo waakanga aratidzwa naTenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Aya ndiwo magadzirirwo akanga akaitwa chigadziko chomwenje: Chakanga chakaitwa negoridhe rakapambadzirwa kubva pahwaro hwacho kusvikira pamaruva acho. Chigadziko chomwenje chakanga chakagadzirwa zvakanyatsofanana nomufananidzo wakanga waratidzwa Mozisi naJehovha. See the chapter |