Online Bible

- Advertisements -




Numeri 7:89 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

89 Mosesi paakapinda mutendhe rokusanganira kundotaura naTenzi, akanzwa izwi raitaura kwaari richibva pahwidibiro yakanga yakakwidibira bhokisi rechitenderano, nechapakati pamakerubhu. Izwi iri rakataura kwaari iye.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

89 Ɀino Mosesi wakati apinda mutente rokusoŋgana, kuti ataure naye, akanzwa Inzwi ricitaura naye, ricibva pacifunhiro cokuyananisa, cakaŋga ciri pamsoro peareka yecipupuriro, ricibva pakati pamakerubi maʋiri: akataura naye.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

89 Zvino Mosesi akati apinda mutende rokusangana, kuti ataure naye, akanzwa Izwi richitaura naye, richibva pachifunhiro chokuyananisa, chakanga chiri pamusoro peareka yechipupuriro, richibva pakati pamakerubhi maviri: akataura naye.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

89 Mosesi paakapinda mutendhe rokusanganira kundotaura naTenzi, akanzwa izwi raitaura kwaari richibva pahwidibiro yakanga yakakwidibira bhokisi rechitenderano, nechapakati pamakerubhu. Izwi iri rakataura kwaari iye.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

89 Mozisi akati apinda muTende Rokusangana kundotaura naJehovha, akanzwa inzwi richitaura naye richibva napakati pamakerubhi maviri pamusoro pechifukidzo cheareka yeChipupuriro. Uye akataura naye.

See the chapter Copy




Numeri 7:89

Follow us:

Advertisements


Advertisements