Numeri 7:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 “Gamuchira izvi kwavari zvishandiswe pabasa romutendhe rinoera. Upe zvinhu izvozvo mumwe nomumwe wavaRevhi maererano nebasa raanoita.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Gamucira iɀoɀo kwaʋari, kuti maɓasa etente rokusoŋgana aitwe naɀo; unofanira kuɀipa ʋaRevi, mumŋe nomumŋe ɀinoriŋgana maɓasa ake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 “Gamuchira izvozvo kwavari, kuti mabasa etende rokusangana aitwe nazvo; unofanira kuzvipa vaRevhi, mumwe nomumwe zvinoringana mabasa ake.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Gamuchira izvi kwavari zvishandiswe pabasa romutendhe rinoera. Upe zvinhu izvozvo mumwe nomumwe wavaRevhi maererano nebasa raanoita.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 “Gamuchira izvi kubva kwavari kuti zvigoshandiswa mubasa paTende Rokusangana. Uzvipe kuvaRevhi maererano nebasa romunhu mumwe nomumwe.” See the chapter |