Numeri 7:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 kuchizouya zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu, dzine gore rimwechete. Iwoyu ndiwo mupiro waErizuru mwanakomana waShedheuru. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 nenzombe mbiri, namakondobge mashanu, nenhoŋgo shanu dzembudzi, namakwaiana mashanu amakondobge egore rimŋe, ciʋe ciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa; ndico caiʋa cipo caErizuri, mŋanakomana waShedeuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 nenzombe mbiri, namakondohwe mashanu, nenhongo shanu dzembudzi, namakwayana mashanu amakondohwe egore rimwe, chive chibayiro chezvipiriso zvokuyananisa; ndicho chaiva chipo chaErizuri, mwanakomana waShedheuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 kuchizouya zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu, dzine gore rimwechete. Iwoyu ndiwo mupiro waErizuru mwanakomana waShedheuru. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 uye nzombe mbiri, makondobwe mashanu, nhongo shanu dzembudzi uye makwayana makono mashanu egore rimwe chete, kuti zvizobayirwa sechipiriso chokuwadzana. Ichi ndicho chaiva chipiriso chaErizuri mwanakomana waShedheuri. See the chapter |