Online Bible

- Advertisements -

Numeri 5:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Kana munhu anogamuchira muripo iwoyo akafa pasinawo hama yake yomumba ingaugamuchira, ngaupiwe Tenzi kuti uzoshandiswa navapristi. Muripo iwoyo ndowokuwedzera pahondohwe inourayiwa panoitwa mupiro wokuripira chitadzo chake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Kana munhu uyo asinehama, iŋgaripirwa pamsoro pemhoȿa iyo, muripo wemhoȿa, unoripirwa Jehova, unofanira kuʋa womuprista; kunze kwegondobge rokuyananisira, raanofanira kuyananisirwa naro.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Kana munhu uyo asina hama, ingaripirwa pamusoro pemhosva iyo, muripo wemhosva, unoripirwa Jehovha, unofanira kuva womupristi; kunze kwegondohwe rokuyananisira, raanofanira kuyananisirwa naro.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Kana munhu anogamuchira muripo iwoyo akafa pasinawo hama yake yomumba ingaugamuchira, ngaupiwe Tenzi kuti uzoshandiswa navapristi. Muripo iwoyo ndowokuwedzera pahondohwe inourayiwa panoitwa mupiro wokuripira chitadzo chake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Asi kana munhu uyo asina hama yepedyo uyo angapiwa zviri kuripirwa mhosva, muripo uyu ndowaJehovha uye unofanira kupiwa kumuprista, pamwe chete negondobwe rokumuyananisira.

See the chapter Copy

Numeri 5:8

Follow us:

Advertisements

Advertisements