Numeri 4:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Saka mabasa iwaya ndiwo avanhu vemhuri yokwaGerishoni avanoita mutendhe rinoera. Vachaaita vachitungamirirwa naItamaru mwanakomana womupristi Aroni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ndiro ɓasa remhuri dzaʋana ʋaGershoni patente rokusoŋgana; paɓasa raʋo rose ʋanofanira kurairwa naItamari, mŋanakomana waAroni muprista. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Ndiro basa remhuri dzavana vaGeshoni patende rokusangana; pabasa ravo rose vanofanira kurairwa naItamari, mwanakomana waAroni mupristi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Saka mabasa iwaya ndiwo avanhu vemhuri yokwaGerishoni avanoita mutendhe rinoera. Vachaaita vachitungamirirwa naItamaru mwanakomana womupristi Aroni. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Ndiro basa redzimba dzavaGerishoni paTende Rokusangana. Vanofanira kurayirwa pamabasa avo naItamari mwanakomana waAroni muprista. See the chapter |