Online Bible

- Advertisements -




Numeri 36:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Naizvozvo nhaka yavaIsiraeri ngairege kuzobva kune rimwe dzinza ichienda kune rimwe nokuti mumwe nomumwe wavaIsiraeri anofanira kuramba akati kwati nenhaka yamadzibaba ake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Naiɀoɀo hapanenhaka yaʋana ʋaIsraeri iŋgabva kunorumŋe rudzi ikaenda kunorumŋe; nokuti ʋana ʋaIsraeri ʋanofanira, mumŋe nomumŋe, kunamatira nhaka yorudzi rwamadziɓaɓa aʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Naizvozvo hapana nhaka yavana vaIsiraeri ingabva kuno rumwe rudzi ikaenda kuno rumwe; nokuti vana vaIsiraeri vanofanira, mumwe nomumwe, kunamatira nhaka yorudzi rwamadzibaba avo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Naizvozvo nhaka yavaIsiraeri ngairege kuzobva kune rimwe dzinza ichienda kune rimwe nokuti mumwe nomumwe wavaIsiraeri anofanira kuramba akati kwati nenhaka yamadzibaba ake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Hakuna nhaka muvaIsraeri inofanira kubva kuno rumwe rudzi ichienda kuno rumwe rudzi, nokuti muIsraeri wose anofanira kuchengeta nyika yorudzi rwake iri nhaka inobva kumadzibaba avo.

See the chapter Copy




Numeri 36:7

Follow us:

Advertisements


Advertisements