Numeri 36:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 vachiti, “Changamire, Tenzi akuudzai kuti mugovere vaIsiraeri nyika dzenhaka yavo nechin'ange. Makaudzwawo naTenzi kuti mupe nhaka yehama yedu Zerofehadhi kuvanasikana vake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ʋakati: Jehova wakaraira tenzi waŋgu, kuti agoʋere nyika nemijenya pakati paʋana ʋaIsraeri, iʋe nhaka yaʋo; ʋuye ɀe, tenzi waŋgu wakarairwa naJehova kupa ʋanasikana ʋaZerofehadi, munuŋuna weɗu, nhaka yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 vakati, “Jehovha akaraira tenzi wangu, kuti agovere nyika nemijenya pakati pavana vaIsiraeri, ive nhaka yavo; uyezve, tenzi wangu wakarairwa naJehovha kupa vanasikana vaZerofehadhi, mun’una wedu, nhaka yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 vachiti, “Changamire, Tenzi akuudzai kuti mugovere vaIsiraeri nyika dzenhaka yavo nechin'ange. Makaudzwawo naTenzi kuti mupe nhaka yehama yedu Zerofehadhi kuvanasikana vake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Vakati, “Jehovha paakarayira ishe wangu kuti ape nyika kuvaIsraeri nomujenya ive nhaka yavo, akakurayirai kuti mupe nhaka yehama yedu Zerofehadhi kuvanasikana vake. See the chapter |