Online Bible

- Advertisements -




Numeri 36:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Vakuru vakuru vomumhuri dzaGireadhi mwanakomana waMakiri, wedzinza rokwaManase, wemhuri dzokwaJosefi vakataura pana Mosesi navatungamiriri vamadzinza avaIsiraeri

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa ʋemhuri yaʋana ʋaGireadi, mŋanakomana waMakiri, mŋanakomana waManase, ʋemhuri dzaʋana ʋaJosefa, ʋakasweɗera, ʋakataura pamberi paMosesi, napamberi pamacinda, ʋaiʋa ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋana ʋaIsraeri,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino vakuru vedzimba dzamadzibaba vemhuri yavana vaGireadhi, mwanakomana waManase, vemhuri dzavana vaJosefa, vakaswedera, vakataura pamberi paMosesi, napamberi pamachinda, vaiva vakuru vedzimba dzamadzibaba avana vaIsiraeri,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Vakuru vakuru vomumhuri dzaGireadhi mwanakomana waMakiri, wedzinza rokwaManase, wemhuri dzokwaJosefi vakataura pana Mosesi navatungamiriri vamadzinza avaIsiraeri

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Vakuru vemhuri yeimba yaGireadhi mwanakomana waMakiri, mwanakomana waManase, vaibva kudzimba dzezvizvarwa zvaJosefa, vakauya vakataura pamberi paMozisi navatungamiri, ivo vakuru vemhuri dzavaIsraeri.

See the chapter Copy




Numeri 36:1

Follow us:

Advertisements


Advertisements