Numeri 35:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona34 Musan'orese nyika yamugere mandinogarawo ini nokuti ini Tenzi ndinogara mukati mavaIsiraeri.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Musaȿiɓisa nyika mamugere, mandigere ʋo ini; nokuti ini Jehova ndigere pakati paʋana ʋaIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Musasvibisa nyika mamugere, mandigerewo ini; nokuti ini Jehovha ndigere pakati pavana vaIsiraeri.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Musan'orese nyika yamugere mandinogarawo ini nokuti ini Tenzi ndinogara mukati mavaIsiraeri.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Musasvibisa nyika yamugere uye yandinogara, nokuti ini Jehovha, ndigere pakati pavaIsraeri.’ ” See the chapter |