Numeri 35:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Izvi zvinonzarwo nokuti nyakuuraya munhu iyeyo angadai akagara muguta rake rokupotera kusvikira mupristi mukuru afa. Kana mupristi mukuru afa ndipo paaizokwanisa zvake kudzokera kumusha kwake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 nokuti waifanira kugara muguta rake roʋutiziro kuȿikira muprista mukuru afa; asi kana muprista mukuru afa, muʋurayi unofanira kudzokera kunyika yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 nokuti waifanira kugara muguta rake routiziro kusvikira mupristi mukuru afa; asi kana mupristi mukuru afa, muurayi anofanira kudzokera kunyika yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Izvi zvinonzarwo nokuti nyakuuraya munhu iyeyo angadai akagara muguta rake rokupotera kusvikira mupristi mukuru afa. Kana mupristi mukuru afa ndipo paaizokwanisa zvake kudzokera kumusha kwake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Muurayi anofanira kugara muguta rake routiziro kusvikira pakufa kwomuprista mukuru; anofanira kudzokera chete kunzvimbo yake kana muprista mukuru afa. See the chapter |