Numeri 35:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 Asi kana nyakuuraya munhu uya akangobuda kunze kwemiganhu yeguta maakanga andopotera, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Asi kana ŋguʋa ipi neipi muʋurayi akaɗarika muganho weguta rake roʋutiziro, kwaakaŋga atizira, See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Asi kana nguva ipi neipi muurayi akadarika muganhu weguta rake routiziro, kwaakanga atizira, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Asi kana nyakuuraya munhu uya akangobuda kunze kwemiganhu yeguta maakanga andopotera, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “ ‘Asi kana uyo anopomerwa akangobuda kunze akadarika muganhu weguta routiziro, uko kwaakatizira, See the chapter |