Numeri 35:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Dare ngarinunure nyakuuraya munhu mumaoko anyakuda kutsiva ropa romufi, ngarimudzosere kuguta rake rokupotera kwaakanga atizira. Nyakuuraya munhu uya ngaagaremo kusvikira rufu rwomupristi mukuru akazodzwa namafuta anoera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ipapo ʋuŋgano inofanira kurwira muʋurayi paruʋoko rwomutsiʋi weropa, ʋuŋgano igomudzosera kuguta rake roʋutiziro, kwaakaŋga atizira; ɀino iye unofanira kugara’mo kuȿikira muprista mukuru afa, iye wakazodzwa namafuta matȿene. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Ipapo ungano inofanira kurwira muurayi paruoko rwomutsivi weropa, ungano igomudzosera kuguta rake routiziro, kwaakanga atizira; zvino iye anofanira kugaramo kusvikira mupristi mukuru afa, iye wakazodzwa namafuta matsvene. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Dare ngarinunure nyakuuraya munhu mumaoko anyakuda kutsiva ropa romufi, ngarimudzosere kuguta rake rokupotera kwaakanga atizira. Nyakuuraya munhu uya ngaagaremo kusvikira rufu rwomupristi mukuru akazodzwa namafuta anoera. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Ungano inofanira kudzivirira munhu anopomerwa umhondi kubva pamutsivi weropa uye vachamudzosera kuguta routiziro uko kwaakanga atizira. Anofanira kugara ikoko kusvikira muprista mukuru afa, uyo akanga akazodzwa namafuta matsvene. See the chapter |