Online Bible

- Advertisements -




Numeri 35:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Kana akatora dombo ringauraye munhu akamutema naro akafa, imhondi. Mhondi inofanira kutoti iuraiwe

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Kana aciŋge amuʋuraya nebge riri muruʋoko rwake, riŋgaʋuraya munhu, akafa, waʋa muʋurayi; ɀino muʋurayi unofanira kuʋurawa ɀirokwaɀo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Kana achinge amuuraya nebwe riri muruoko rwake, ringauraya munhu, akafa, wava muurayi; zvino muurayi anofanira kuurawa zvirokwazvo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Kana akatora dombo ringauraye munhu akamutema naro akafa, imhondi. Mhondi inofanira kutoti iuraiwe

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Uye kana ani naani aine dombo muruoko rwake rinogona kuuraya, akarova mumwe munhu naro akafa, iye imhondi; mhondi inofanira kuurayiwa.

See the chapter Copy




Numeri 35:17

Follow us:

Advertisements


Advertisements