Online Bible

- Advertisements -




Numeri 35:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Maguta matanhatu iwaya ndookuti vaIsiraeri, kana mutorwa, kana mupfuuri agere nemi anenge auraya munhu mukusaziva andopoteramo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Maguta iwayo matanhatu anofanira kuʋa ʋutiziro kuʋana ʋaIsraeri, nokumŋeni, nokumutorwa ugere pakati paʋo; kuti mumŋe nomumŋe wakaʋuraya munhu, asina‐kuita nobgoni, atizire’ko.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Maguta iwayo matanhatu anofanira kuva utiziro kuvana vaIsiraeri, nokumweni, nokumutorwa ugere pakati pavo; kuti mumwe nomumwe wakauraya munhu, asina kuita nohwoni, atizireko.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Maguta matanhatu iwaya ndookuti vaIsiraeri, kana mutorwa, kana mupfuuri agere nemi anenge auraya munhu mukusaziva andopoteramo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Maguta matanhatu aya achava nzvimbo youtiziro yavaIsraeri, vatorwa kana vamwe vanhu vagere pakati pavo, kuitira kuti ani naani anenge auraya mumwe asingaiti nobwoni atizireko.

See the chapter Copy




Numeri 35:15

Follow us:

Advertisements


Advertisements