Online Bible

- Advertisements -




Numeri 35:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Kwamuri maguta aya achava okupotera, kuitira kuti hama yomufi inenge yoda kutsividza irege kuuraya muurayi asati atongwa nedare.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Maguta iwayo anofanira kuʋa kwamuri ʋutiziro pamutsiʋi, kuti muʋurayi arege kufa, asinakumbotoŋgwa pamberi peʋuŋgano.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Maguta iwayo anofanira kuva kwamuri utiziro pamutsivi, kuti muurayi arege kufa, asina kumbotongwa pamberi peungano.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Kwamuri maguta aya achava okupotera, kuitira kuti hama yomufi inenge yoda kutsividza irege kuuraya muurayi asati atongwa nedare.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Achava nzvimbo dzoutiziro kubva kumutsivi, kuitira kuti munhu anopomerwa mhosva youmhondi arege kufa asati atongwa pamberi peungano.

See the chapter Copy




Numeri 35:12

Follow us:

Advertisements


Advertisements