Numeri 35:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 “Udza vaIsiraeri kuti kana mayambuka Jorodhani muchipinda nyika yeKanani See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana mayambuka Joridani, mukapinda munyika yeKanani, See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mayambuka Jorodhani, mukapinda munyika yeKenani, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Udza vaIsiraeri kuti kana mayambuka Jorodhani muchipinda nyika yeKanani See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mayambuka Jorodhani mapinda muKenani, See the chapter |