Numeri 34:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona27 Wedzinza rokwaAsheri ndiAhihudhi mwanakomana waSheromi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 kurudzi rwaʋana ʋaAsheri, mucinda Ahihudi, mŋanakomana waSheromi; See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 kurudzi rwavana vaAsheri, muchinda Ahihudhi, mwanakomana waSheromi; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Wedzinza rokwaAsheri ndiAhihudhi mwanakomana waSheromi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Mutungamiri kubva kurudzi rwaAsheri, Ahihudhi mwanakomana waSheromi; See the chapter |